Duramazwi
Zvinoreva
Kupararira kukura nokuwanda kwezvinhu zvichizadza nzvimbo huru.
1
Kupararira kukura nokuwanda kwezvinhu zvichizadza nzvimbo huru.
Mhuri dzave kukura dzakapararira nenyika zvoita kuti basa kana kuti chinzvimbo chatete kana chasekuru chishayewo basa.
Vanhu havachaite zvekufamba nzendo kuendesa mashoko kuhama, vave kungofona panharembozha shoko rotopararira nyika yose.
Kuti bvanganyu kupararira kwezvinhu zvanga zvakabatana kana kuti zvakarongwa pamwe.
2
Kupararira kubva panzvimbo imwe kwezvinhu zvichienda kwakasiyana-siyana. Chirwere chomukondombera chapararira nenyika yose.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03parazo
Parazo chipfeko chechikadzi chinogumira mumabvi, chakaita sebhurukwa rakafaranuka kuzasi.
VerengaSwipe for the next word