Duramazwi · chiito
parara
disperse
Duramazwi · chiito
disperse
Kana zvinhu zvakati parara zvinenge zvakawararika panzvimbo yakakura.
Kuparara kukuvara kwechinhu zvokuti hachizoshandi zvakare. Akabondera nemota pamuti ikabva yatoparara zvachose.

Kuti parara kuputsika kwechinhu chichiita zvidimbu zvidiki zvakawanda.

Nhaimi ko zvavaive vakuda kuti titosiya chero vanhu vasati vatomboparara maiguru?.

Kuparara kufa kwevanhu vose vanenge vari panzvimbo. Bhazi rakapinda munjodzi vanhu vose vaivamo vakaparara.
Kana vanhu vaparara vanenge vabva pavanenge vakau-ngana vachienda nenzira dzakasiyana-siyana.
mwarakata · -wachuka
Duramazwi
01 / 03pararira
Kupararira kukura nokuwanda kwezvinhu zvichizadza nzvimbo huru.
VerengaSwipe for the next word