KwaunobvaDuramazwiPpanda

Zvinoreva

mwana mudumbu asi asati azvarwa.

Kupanda kutaura zvese zvaunoziva pamusoro penyaya inenge ichikurukurwa nezvayo.

Kuswinya.

Kana vanhu vakati panda vanenge vabva pavanga vakau-

1

mwana mudumbu asi asati azvarwa.

Panda kaona vachirwa ndakaregedza zvangu kuvabata ndichiitira kuti vamborovane.

Zvino varume vakatanga kugadzira mapanda maviri ndokuisirai zvitunha zviya.

Nokudaro tinosungirwa kutarisa zvaanoreva kuti tigone kuaisa mumipanda.

2

Kupanda kutaura zvese zvaunoziva pamusoro penyaya inenge ichikurukurwa nezvayo.

Panda kaona vachirwa ndakaregedza zvangu kuvabata ndichiitira kuti vamborovane.

Nokudaro tinosungirwa kutarisa zvaanoreva kuti tigone kuaisa mumipanda.

VaNhengure vaiswawo pabanda ravo voga, zvitunha zviya zviri zvitatu zvakaiswawo pamapanda azvo.

3

Kuswinya.

Panda kaona vachirwa ndakaregedza zvangu kuvabata ndichiitira kuti vamborovane.

Nokudaro tinosungirwa kutarisa zvaanoreva kuti tigone kuaisa mumipanda.

Varume vakagadzira mamwe mapanda maviri.

4

Kupfumvura.

5

Kana vanhu vakati panda vanenge vabva pavanga vakau-

Ndasvika achipanda mbambaira dzisina kuibva, ndikabva ndaziva kuti ava nenzara.

Dzimba dzomumikoto dzakaganhurwa mipanda nemaketeni.

Kupanda kutaura zvese zvaunoziva pamusoro penyaya inenge ichikurukurwa nezvayo.

Zvakafanana

mimba

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

panda [-banda]

Kupanda kutsemura kana kuchera panhu pakaoma.

Verenga

Swipe for the next word