Duramazwi
Zvinoreva
Iri izwi rinoshandiswa pakuenzanisa vanhu vaviri.
Kupana kuchekerera saka pamazino okumusoro, kuti pakati pawo paite mukana unowedzera runako rwemunhu.

Patsika, Fungai ari nane pana Sekai.
Vakaita havo keep change yavo kwave kuona kuti pana Tadiwa painge pakaboka.
Doctor vakazviona kuti pana Tadiwa painge pasisina hope.
Kupana kuchekerera saka pamazino okumusoro, kuti pakati pawo paite mukana unowedzera runako rwemunhu.
Vakaita havo keep change yavo kwave kuona kuti pana Tadiwa painge pakaboka.
Doctor vakazviona kuti pana Tadiwa painge pasisina hope.
Ndozvimwe zvandakanyanya kukudza pana mama izvozvo.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03panadhoro
Panadhoro mushonga unowanikwa uri piritsi kana wekunwa, unorapa zvirwere zvakasiyana-siyana zvakaita sedzihwa, musoro nechikosoro.
VerengaSwipe for the next word