Tsumo
Hukwana inodya ndeiri pana mai.
Zvinorehwa
Kana vanhu vakakumbira zvinhu kumukuru, uya anozivikanwa zvakanyanya ndiye anopiwa zvizhinji zvakare ndiye anotanga kupiwa.
What it means
When people ask an elder for things, the one who is best known to them is the one who is given the most, and given first.
Word for word
The chicken that feeds (best) is the one close to its mother.
Mamwe mataurirwo
Nhiyo inodya ngeiri pana mai. (M)