KwaunobvaTsumoMusi mavi ndiwo muuya.

Tsumo

Musi mavi ndiwo muuya.

Zvinorehwa

Zuva renjodzi kana kuti zuva rine kushuwa mukati rinogona kuyisavo zvimwe zvinhu zvakanaka. Sokuti kana kufa munhu, vanhu vanotiirana tsitsi vachikanganwa kuvengana kwavo zuva irero.

What it means

A day of disaster or grief can also bring about some good; for example, when someone dies, people show each other kindness and forget any grudges they held, at least for that day.

Word for word

A bad day (can become) a good day.

Mamwe mataurirwo

Mavi ndiwo mauya.

Dzimwe tsumo dzeother

Tsumo

01 / 03

Mabasa kuchonya uri murima.

What it means

It is pointless to trouble yourself doing something good or bad for someone who cannot see or appreciate it.

Verenga

Swipe for the next proverb