KwaunobvaTsumoKutanda imbwa yomukuwasha kudzinga muridzi wayo.

Tsumo

Kutanda imbwa yomukuwasha kudzinga muridzi wayo.

Zvinorehwa

Kana munhu akaona zvinhu zvake zvichivengwa anoziwa kuti kana iye haasiri kudiwawo. Vamwe vanhu havaratidzi ruvengo rwavo pachena asi vanorutaridza kuzvinhu zvaomuridzi.

What it means

When a person sees their belongings being resented, they know that they themselves are not wanted either; some people do not show their hatred openly, but reveal it through how they treat someone's things.

Word for word

To drive away the dog of a son-in-law (means) to chase its owner.

Mamwe mataurirwo

Kudzinga imbwa yomuna kudzinga tenzi wayo. (M) (muna: owner; tenzi: master)

Dzimwe tsumo dzeother

Tsumo

01 / 03

Mabasa kuchonya uri murima.

What it means

It is pointless to trouble yourself doing something good or bad for someone who cannot see or appreciate it.

Verenga

Swipe for the next proverb