Tsumo
Charova sei chando chakwidza hamba mumuti.
Zvinorehwa
Kana zvinhu zvaoma zvikuru, vanhu vanogona kuita zvinhu zvisingaitwi nguva dzose.
What it means
Extreme situations can cause people to behave in unusual or unexpected ways.
Word for word
What has struck so hard that the cold made a tortoise climb a tree?