KwaunobvaTsumoMudzimu wakupa chironda wati nhunzi dzikudye.

Tsumo

Mudzimu wakupa chironda wati nhunzi dzikudye.

Zvinorehwa

Hapana chinoitika pasina chikonzero, zvose zvinhu zvine zvazvinoreva.

What it means

Everything that happens has a reason.

Word for word

The ancestral spirit that gave you a wound said let the flies feed on you.

Dzimwe tsumo dzeother

Tsumo

01 / 03

Chinobhururka chinomhara.

What it means

Whatever rises must eventually come back down; nothing stays at its peak forever.

Verenga

Swipe for the next proverb