Tsumo
Aive madziva ava mazambuko.
Zvinorehwa
Zvinhu zvaimbooma zvava nyore, uye vanhu vaimbova vakuru vava vanhu vasina chinovasiyanisa nevamwe.
What it means
What used to be hard is now simple; people who used to be great have become simple/humble.
Word for word
What were once deep pools have become shallow fords.