KwaunobvaTsumoAfirwa haaringwi kumeso.

Tsumo

Afirwa haaringwi kumeso.

Zvinorehwa

Kuita kwomunhu anenge akanganisirwa hakuwanzi kuva mugwara. Munhu atadzinwa kana kufirwa haakwanisi kufunga zvakanaka. Hatifaniri kushusha munhu wakadai kana kutarisira kuti aite zvinhu namazvo semisi yose.

What it means

The behaviour of someone who has suffered a wrong or a loss is often not what it usually is; a person who has been wronged or bereaved cannot think clearly, so we should not trouble such a person or expect them to act normally.

Word for word

A bereaved person is not looked in the face.

Mamwe mataurirwo

Atosvorwa haaringwi kumeso.

Dzimwe tsumo dzeother

Tsumo

01 / 03

Mabasa kuchonya uri murima.

What it means

It is pointless to trouble yourself doing something good or bad for someone who cannot see or appreciate it.

Verenga

Swipe for the next proverb