KwaunobvaTsumoChirume kufumira pachimwe kunuromo chakatakura.

Tsumo

Chirume kufumira pachimwe kunuromo chakatakura.

Zvinorehwa

Zviri pachena kuti kana munhu womurume akafumira pamba yomumwe murume anenge aine chamusimudza chamoda kutaura. Hapana munhu angafumogugudza pamba pomuvakidzani asina mazwi aainavo.

What it means

It is obvious that when a man shows up early at another man's house, he has something specific on his mind that he wants to raise; no one knocks early at a neighbour's door without a reason.

Word for word

A man visiting another early in the morning must be (eager) to talk.

Mamwe mataurirwo

Murume kufuma kubuda mumba kutumirira muromo.

Dzimwe tsumo dzeother

Tsumo

01 / 03

Mabasa kuchonya uri murima.

What it means

It is pointless to trouble yourself doing something good or bad for someone who cannot see or appreciate it.

Verenga

Swipe for the next proverb