Duramazwi
panda [-banda]
-tema
Duramazwi
Kupanda kutsemura kana kuchera panhu pakaoma.
Kupanda kutsemura kana kuchera panhu pakaoma.
Kupanda kutsenga zvinhu zvakaomarara.
Ndasvika achipanda mbambaira dzisina kuibva, ndikabva ndaziva kuti ava nenzara.
Kupanda kurwadza kunoita musoro uchiita seunovhutira.
Kupanda kutora zvinhu zvako uchibvisa mune zvevamwe pazvinenge zvakavhengana.
-tema
Duramazwi
01 / 03pandaka
ngana vachienda kumativi akasiyana-siyana.
VerengaSwipe for the next word