KwaunobvaDuramazwiPpanhira

Duramazwi

panhira

Zvinoreva

Kupanhira kucheka, zvisina kutsetseka, chinhu chakaomarara.

1

Kupanhira kucheka, zvisina kutsetseka, chinhu chakaomarara.

Kupanhira kucheka, zvisina kutsetseka, chinhu chakaomarara.

2

Kupanhira kutimba panzvimbo yakaomarara.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

panhu

Panhu inzvimbo inenge ichitaurwa nezvayo. Ngatigarei panhu pamwe kuti chikafu chisanetsa kugovera.

Verenga

Swipe for the next word