KwaunobvaDuramazwiPpanhu

Duramazwi · zita

panhu

Zvinoreva

Panhu inzvimbo inenge ichitaurwa nezvayo. Ngatigarei panhu pamwe kuti chikafu chisanetsa kugovera.

1

Panhu inzvimbo inenge ichitaurwa nezvayo. Ngatigarei panhu pamwe kuti chikafu chisanetsa kugovera.

Mumusoro make makauya imwe pfungwa yokuti pose panhu pano mwena kana pachinge pakapfidigirwa, pakadhidhidzwa panorira.

Vasikana vakakuvanidza huni panhu pamwe.

Kukwacharika kuita ruzha kunoita zvinhu zvakawanda zvawisirwa panhu pamwe chete.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word