KwaunobvaDuramazwiPpani

Duramazwi · zita

pani

pan

mukango

Zvinoreva

Pani mudziyo womumba usina kunyanyodzika, unoshandiswa kubikira zvinhu nenzira yokuzvipisa mumafuta. Mupani munokangirwa zvinhu zvinokasira kuibva, zvakaita semazai.

Pani igoronga rakafara uye rakadzika.

1

Pani mudziyo womumba usina kunyanyodzika, unoshandiswa kubikira zvinhu nenzira yokuzvipisa mumafuta. Mupani munokangirwa zvinhu zvinokasira kuibva, zvakaita semazai.

Debra akabva angodonha ndokubva atove nhoroondo pasi pani.

Pani igoronga rakafara uye rakadzika.

Chimodho chingwa chinobikwa neupfu nefurawa shoma, chichibikirwa mubhodho kana mupani.

2

Pani igoronga rakafara uye rakadzika.

Debra akabva angodonha ndokubva atove nhoroondo pasi pani.

Pani igoronga rakafara uye rakadzika.

Kukanga chokudya kuchipindura-pindura chiri mupani kana mupoto kana pamwe-wo, chichitsviririra.

Zvakafanana

mukango

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word