KwaunobvaDuramazwiNnzvimbo

Duramazwi · zita

nzvimbo

expanse · foothold · landscape · latitude · locale · location · place · position · realm · site · Space · spot · territory · vacancy · venue

Zvinoreva

Panhu panokwana kuendwa kana kugarwa.

1

Panhu panokwana kuendwa kana kugarwa.

Paakanga amire paiva panzvimbo yokusuwa, nzvimbo yakabvarura mwoyo wake.

Akatenderera nzvimbo dzainetsa kwazvo achipota neseri kwamatombo nemiti.

2

Nzvimbo inharaunda inogara vanhu.

3

Kana panhu pachinzi pane nzvimbo, zvinoreva kuti pakafaranuka zvokuti vanhu vanogona kugara vakasununguka.

Ndakabva kuKambuzuma. Ndava kugara nasisi kuMufakose nokuti kune nzvimbo.

4

Nzvimbo ndepanenge pakagadzirwa netsuro kuti ikwanise kuhwanda vavengi painenge yakarara.

5

Kana mwana achinzi awana nzvimbo yechikoro a-

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzvimbo dzekugara

habitats

Verenga

Swipe for the next word