Duramazwi01 / 03nzvinginzviraKunzvinginzvira kuramba nechimwe chinhu asi usina chikonzero chokuramba nacho.Verenga→
Duramazwi02 / 03nzvinzvi-iKana munhu kana chimwewo chinhu chakati nzvinzvi-i chinenge chakasviba zvakanyanya.Verenga→