Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zvakapandamara zvinenge zvakabatana rimwe divi asi zvakazoreba zvichienda kumativi akasiyana.
1

N'ombe iyi haigoni kurwa nokuti nyanga dzayo dzakapandamara.
Kana zvinhu zvakapandamara zvinenge zvakabatana rimwe divi asi zvakazoreba zvichienda kumativi akasiyana.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pandamba
Mudzimai wezuro.
VerengaSwipe for the next word