Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mudzimai wezuro.
Kana zvinhu zviviri zvakati pandamba zvinenge zvakareba zvichienda kumativi akasiyana.
1
Mudzimai wezuro.
Nguva zhinji n'ombe ine nyanga dzakati pandamba haigoni kudzishandisa pakurwa.
Kana zvinhu zviviri zvakati pandamba zvinenge zvakareba zvichienda kumativi akasiyana.
2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pandambadza
Kana munhu achipandambadza zvinhu anenge achiita kuti zviende kana kuti zvitari-se kumativi akasiyana.
VerengaSwipe for the next word