Duramazwi
-paradzana-tsaurana
Zvinoreva
Kupandana kuenda kwevanhu kumativi akasiyana vachibva panzvimbo yavanga vari.
1

Kana uchipandana nevamwe unenge uchibva pavari woenda kwako woga.
2

Zvakafanana
-paradzana · -tsaurana
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pandira
Kupandira kurima negeja mumunda musina mwando wakakwana, kuitira kuti kana kwazonaya ivhu racho rigone kuchengetedza mwando.
VerengaSwipe for the next word