KwaunobvaDuramazwiPpanduka

Duramazwi

panduka

Zvinoreva

Kupanduka kusanduka patsika kwemunhu anga achimboita zvinhu zvakanaka.

1

Kupanduka kusanduka patsika kwemunhu anga achimboita zvinhu zvakanaka.

Vakatanga kuridza song yacharamba yokuti Usavimba nomunhu nekuti anopanduka.

Tadiwa ainge atorasika uye kupanduka zvakanyanyisa.

Vainge vafurirana kupanduka naMamoyo.

2

Kana munhu akapanduka anenge ava kuiita zvomusoro wake, zvisingapindirani netsika nemagariro evanhu vomunyika kana munzvimbo make.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pandukira

Kana munhu akapandukira mumwe anenge atanga kumuvenga kana kumurwisa, asi pakutanga vambenge vachiwirirana pane zvavanenge vachiita.

Verenga

Swipe for the next word