Duramazwi
Zvinoreva
Kupandusa munhu, zvikuru anozivikanirwa kugarisana navamwe zvakanaka, kumuitira zvinhu zvinoita kuti aite hasha.
1

Kana munhu achinzi apandusa mumwe anozivikanirwa tsika nounhu hwakanaka, anenge aiita kuti atange kuita zvakaipa.
2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03PANE
glazing
VerengaSwipe for the next word