KwaunobvaDuramazwiPpandukira

Duramazwi

pandukira

Zvinoreva

Kana munhu akapandukira mumwe anenge atanga kumuvenga kana kumurwisa, asi pakutanga vambenge vachiwirirana pane zvavanenge vachiita.

1

Kana munhu akapandukira mumwe anenge atanga kumuvenga kana kumurwisa, asi pakutanga vambenge vachiwirirana pane zvavanenge vachiita.

Vainge vongomhoresa Tadiwa chete sezvo vainge vomuona sasahwira wavo pakupandukira Mai vake.

Dhizidhendi munhu anopandukira hurumende yenyika yake inenge ichitonga.

Chigare itsika yokupandukira vari padyo newe, vangaita vabereki, vaunoshandira, kana vamwewo.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pandusa

Kupandusa munhu, zvikuru anozivikanirwa kugarisana navamwe zvakanaka, kumuitira zvinhu zvinoita kuti aite hasha.

Verenga

Swipe for the next word