Duramazwi
mukira
-fumira
Duramazwi
Kana munhu akamukira kuita chimwe chinhu anenge atanga kuchiita mangwanani ngwanani.
Kana munhu akamukira kuita chimwe chinhu anenge atanga kuchiita mangwanani ngwanani.
Regai ndinorara.
Ndinoda kumukira kumabhazi mangwana.
The next day akafumo mukira zvekare kwave kunoudzwa kuti aizodzoka musi waitevera.
Kumukira munhu kumupandukira.
-fumira
Duramazwi
01 / 03mukirasi
classroom
VerengaSwipe for the next word