KwaunobvaDuramazwiMmukisa

Duramazwi

mukisa

Zvinoreva

Kana uchimukisa munhu unenge uchimubvunza kuti avata zvakanaka here.

1

Kana uchimukisa munhu unenge uchimubvunza kuti avata zvakanaka here.

BaTakue vaifara zvisingaite kwave kubva vambundira Tadiwa ndokubva vamukisa.

Kana uchimukisa munhu unenge uchimubvunza kuti avata zvakanaka here.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukiwa

Mukiwa munhu ane ganda jena uye ane madziteteguru ake anobva kuEurope.

Verenga

Swipe for the next word