Kwaunobva/Duramazwi/M/mukirasi
Duramazwi
classroom
mukirwa
Kusutswa.
mukisa
Kana uchimukisa munhu unenge uchimubvunza kuti avata zvakanaka here.
mukiwa
Mukiwa munhu ane ganda jena uye ane madziteteguru ake anobva kuEurope.
Swipe for the next word