Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mukeyo mudziyo unotakurirwa doro kubva paranga richinwirwa richiendwa naro kumba.
1

Mukeyo kakari kadiki kanochengeterwa zvinhu zvakaita sedoro kana maheu.
Mukeyo idoro rinouyiwa naro kumba kubva kwaranga richinwirwa.
2

3
Mukeyo kakari kadiki kanochengeterwa zvinhu zvakaita sedoro kana maheu.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukindingi
Mukindingi mutambo unoitwa kazhinji kumamish
VerengaSwipe for the next word