KwaunobvaDuramazwiPpfuko

Zvinoreva

Pfuko ihari diki inowanzochengeterwa doro kana maheu.

Pfuko rudzi rwenyoka inonzi inotsvaga chikafu ichichichengeta chakawanda.

1

Mapete mukombe wedoro wokutanga kubva muhari kana pfuko unonzi unofanira kupiwa mukuwasha.

2

Zvakafanana

chipfuko · chikaha · hwani

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word