KwaunobvaDuramazwiPpfuka

Duramazwi

pfuka

Zvinoreva

Kubuda kwechinhu.

1

Kubuda kwechinhu.

Chinhu chinochepfuka chinenge chichigona kudimbuka kuita zvimedu zvidiki.

Kupfuka kukotama kuti ukwane kupfuura pawaya kana ruzhowa.

Kana munhu akafa achinzi apfuka mweya wake unenge wauya, achizonetsa munhu kana vanhu vakamukanganisira.

2

Kana munhu akafa achinzi apfuka mweya wake unenge wauya, achizonetsa munhu kana vanhu vakamukanganisira.

3

Kupfuka kukotama kuti ukwane kupfuura pawaya kana ruzhowa.

4

Kupfuka kubuda pachena kwezvinhu zvanga zvakavandika. zvakaita setsika dzemunhu wamanga muchiti akanaka.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfuko

Pfuko ihari diki inowanzochengeterwa doro kana maheu.

Verenga

Swipe for the next word