Duramazwi
Zvinoreva
Kufembuka kubuda pachena kwechinhu changa chakavanzika.
1
Kufembuka kubuda pachena kwechinhu changa chakavanzika.
Nyaya yake yokuba huku yakazofembuka.
Kufembuka kubuda pachena kwechinhu changa chakavanzika.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03femedzeka
Kana uchifemedzeka unenge uchikasika kupinza nokubudisa mweya mumapapu ako, uchiukweva zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word