Duramazwi
Zvinoreva
Kuti fembu kufemera mukati sezvinoita munhu anosvuta fodya yebute, kana anoda kunzwa munhuwi.
1

Kuti fembu kunyumwa kana kufungira.
2
Kuti fembu kunyumwa kana kufungira.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fembuka
Kufembuka kubuda pachena kwechinhu changa chakavanzika.
VerengaSwipe for the next word