Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi anofembera anenge achikwanisa kuziva nokutaura zvinhu zvichazoitika, kana kuti zvakaitika iye asipo.
Fembera rudzi rwesvosve dzvuku rakati kurei, rinowanzowanikwa panenge pateukira shuga kana zvimwewo zvinodyiwa.

Sei pasina kana muporofita mumwe chete akagara afembera kuti kucha-uya mukondombera?
Fembera rudzi rwesvosve dzvuku rakati kurei, rinowanzowanikwa panenge pateukira shuga kana zvimwewo zvinodyiwa.
Kuita kunge anofembera or anoziva zvese zviri kuitika muhupenyu hwangu.

Chowa mushonga unogadzirwa wopiwa munhu kuti akwanise kufembera zvichaitika mberi.
Zvakafanana
-bvuka · -bvukira · -gesa
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fembo
Fembo mushonga waunopuwa nen'anga kuti ugoita wokupwititidza uchifema.
VerengaSwipe for the next word