Duramazwi
-fembera
Zvinoreva
Kubvukira mumwe kumupa mhosva yaasina.
Kubvukira kuzama kufembera kuti chinhu chausiri kuona kuti chii. Ukagona kubvukira chandakapfumbatira ndinokupa chova chako.
1

2

Zvakafanana
-fembera
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvuku
Kuti bvuku kuzunza chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word