KwaunobvaDuramazwiBbvuka

Duramazwi

bvuka

-fembera

Zvinoreva

Kubvuta.

Kubvuka kukwanisa kuziva zvinhu zvichaitika.

1

Kubvuta.

Kana muchero waibva uchitubvuka, unenge uchibvuma kufovera mukati kana waubata.

Kutandabvuka kufamba kwezimhuka ziguru richikanda nhambwe zvishoma nezvishoma.

Kutebvuka kupinda mukati nokubuda kunze kwechinhu chakapfava semetiresi.

2

Kubvuka kukwanisa kuziva zvinhu zvichaitika.

Kana muchero waibva uchitubvuka, unenge uchibvuma kufovera mukati kana waubata.

Kutandabvuka kufamba kwezimhuka ziguru richikanda nhambwe zvishoma nezvishoma.

Urwu rudzi rwomuti unomera musango une mashizha makuru chaizvo uye unobuda muto unotabvuka.

Zvakafanana

-fembera

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvukanya

Bvukanya ibenga romucheka rakadambuka.

Verenga

Swipe for the next word