KwaunobvaDuramazwiBbvukatira

Duramazwi

bvukatira

-vhunga

Zvinoreva

Kana muti wakabvukatira mbesa dzinenge dziri pasi pawo unenge wakadzivharira kuzuva zvokuti hadzizokuri zvakanaka.

1

Zvakafanana

-vhunga

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvukira

Kubvukira mumwe kumupa mhosva yaasina.

Verenga

Swipe for the next word