Duramazwi
Zvinoreva
Kukamukira munhu kumupomedzera mhosva yaasina.
Kukamukira kungopindira panyaya iri mudariro, yausina kupirwa.

Kana munhu akamukira kuita chimwe chinhu anenge atanga kuchiita mangwanani ngwanani.

Kukamukira munhu kumurova asina chaatadza.
Kukamukira kungopindira panyaya iri mudariro, yausina kupirwa.
Kana munhu akamukira kuita chimwe chinhu anenge atanga kuchiita mangwanani ngwanani.
Kukamukira kungopindira panyaya iri mudariro, yausina kupirwa.
Kukamukira munhu kumupomedzera mhosva yaasina.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kamukore
Kamukore maitiro ekupinganidza gumbo rako pane remumwe wauri kurwa naye, kuitira kuti iwe usadonha.
VerengaSwipe for the next word