KwaunobvaDuramazwiKkambira

Duramazwi

kambira

Zvinoreva

Kukambira nyaya kungoerekana waipindira usati wanyatsoibata kana kunzwisisa kuti vamwe vari kuti chii.

1

Kukambira nyaya kungoerekana waipindira usati wanyatsoibata kana kunzwisisa kuti vamwe vari kuti chii.

Kukambira kungozvipa kana kuti kutora uchizviita muridzi wezvinhu zvisiri zvako.

2

Kukambira kungozvipa kana kuti kutora uchizviita muridzi wezvinhu zvisiri zvako.

Mukoma wangu akakambira nhumbu isiri yake, akatoroora mukadzi wacho.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kambu kambu

Kuti kambu kambu kudya chikafu neminwe uchikurumidza.

Verenga

Swipe for the next word