Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana vanhu vachiti kamwe kanhu kamberevere vanenge vachireva kuti kadiki.
1

Kamoto kamberevere kakapisa matanda mberi.
Kana vanhu vachiti kamwe kanhu kamberevere vanenge vachireva kuti kadiki.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kambira
Kukambira nyaya kungoerekana waipindira usati wanyatsoibata kana kunzwisisa kuti vamwe vari kuti chii.
VerengaSwipe for the next word