Duramazwi · zita
kambasi
campus · compass
Duramazwi · zita
campus · compass
Kambasi inzvimbo yakavakirwa chikoro chedzidzo yepamusoro yakaita sekoreji kana yunivhesiti.
Kambasi kamudziyo kanogara kakanongedza kumaodzanyemba, kanobatsira munhu kuti asarasike kwaanoenda, kunyanya kana achifamba ari mugungwa.

Duramazwi
01 / 03kamberevere
Kana vanhu vachiti kamwe kanhu kamberevere vanenge vachireva kuti kadiki.
VerengaSwipe for the next word