KwaunobvaDuramazwiKkambu kambu

Duramazwi

kambu kambu

Zvinoreva

Kuti kambu kambu kudya chikafu neminwe uchikurumidza.

1

Kuti kambu kambu kudya chikafu neminwe uchikurumidza.

Ingoti kambu kambu nhopi iyi. Yapora.

2

Kuti kambu kambu kuseva muriwo wakawandisa.

Mudviro wenyu wekuti murivo wose kambu kambu uchazoita kuti mukatse sadza rakadaro rimwe zuva.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kambura

Kana uchikambura bota unenge uchiridya uchiita zvokunombora kana kuti kukokota ne-

Verenga

Swipe for the next word