KwaunobvaDuramazwiKkamera

Duramazwi · zita

kamera

camera

Zvinoreva

Mudziyo wekutora mifananidzo (camera).

Kamera muchina wokutoresa mifananidzo.

1

Mudziyo wekutora mifananidzo (camera).

Kupikicha kutora mufananidzo wemunhu kana zvimwe zvinhu uchishandisa kamera.

Kana kamera iri mufokasi inenge yakanyatsoteya kuti zviri kutorwa mifananidzo zvinya-tsoonekwa, uyezve kuti zvizonya-tsobuda.

Kana uchifokasa kamera unenge uchiigadziridza kuti zvauri kutora zvinyatsoonekwa, mifananidzo yacho ichizonyatsobudawo zvakanaka.

2

Kamera muchina wokutoresa mifananidzo.

Kupikicha kutora mufananidzo wemunhu kana zvimwe zvinhu uchishandisa kamera.

Kana kamera iri mufokasi inenge yakanyatsoteya kuti zviri kutorwa mifananidzo zvinya-tsoonekwa, uyezve kuti zvizonya-tsobuda.

Kana uchifokasa kamera unenge uchiigadziridza kuti zvauri kutora zvinyatsoonekwa, mifananidzo yacho ichizonyatsobudawo zvakanaka.

Zvakafanana

foto

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kamhi kamhi

Kuti kamhi kamhi kutadza kufamba zvakanaka nokuda kokuteta kutsika pasi negumbo rinenge richirwadza.

Verenga

Swipe for the next word