Duramazwi · zita
kamu
comb
Duramazwi · zita
comb
Kuti kamu kutapudza zvinhu zvishoma.
Kamu kamudziyo kecheno kane mazino, kanoshandiswa kufetura vhudzi kana kurienzanisa nokungokafambisa mariri.
Kuti kamu kutapudza zvinhu zvishoma.
Ndaona achifamba akaisa kamu mumusoro achiedzesera zvaakaona mubhaisikopo.
Sitirena kamu- dziyo kane maburi madiki akawa- nda, kanoshandiswa kubvisa masa- mba mutii.
Sitata kamu china kanomutsa injini yemota kana yeimwewo michina.
Kamu kamudziyo kecheno kane mazino, kanoshandiswa kufetura vhudzi kana kurienzanisa nokungokafambisa mariri.
Ndaona achifamba akaisa kamu mumusoro achiedzesera zvaakaona mubhaisikopo.
Sitirena kamu- dziyo kane maburi madiki akawa- nda, kanoshandiswa kubvisa masa- mba mutii.
Sitata kamu china kanomutsa injini yemota kana yeimwewo michina.
Duramazwi
01 / 03kamuchichi
Kamuchichi munhu ane tsika yekungogaropopota chero pasina chaakanganisirwa.
VerengaSwipe for the next word