Duramazwi · zita
pendi
paint
Duramazwi · zita
paint
Pendi zvibota zvinoshandiswa pakuisa kana kuzora ruvara pazvidziro kana mimwewo midziyo.

Kutsutsutidza kupushira-pushira kana kuzora-zora madhaka kana pendi pamwe panhu.
Kana pendi yemotokari yamarika inenge yabva panzvimbo diki pachisara mutsetse.
Pendi zvibota zvinoshandiswa pakuisa kana kuzora ruvara pazvidziro kana mimwewo midziyo.
Duramazwi
01 / 03penengu
Kuti penengu kuvhura chinhu nekukasika.
VerengaSwipe for the next word