KwaunobvaDuramazwiPpenengura

Duramazwi

penengura

-penzura-pedebura-fuhunura

Zvinoreva

Kupenengura kuvhura chinhu kuti unyatsoona zviri mukati macho.

1

Kupenengura kuvhura chinhu kuti unyatsoona zviri mukati macho.

Kudzvonyora kuzarura kana kupenengura ganda rinoputira mberi kwesikarudzi yemunhurume.

Mafungiro omunhu inzira yaanoona nayo zvinhu nekuzvipenengura ari oga mundangariro dzake.

Kana uchiongorora unenge uchitarisisa nokupenengura kuti unyatsonzwisisa mamiriro ezvinhu.

2

Kana munhu a-chipenengura bhuku kana chimwe wo chinyorwa, anenge achiedza kufungisisa kuti anyatsochinzwisisa.

Zvakafanana

-penzura · -pedebura · -fuhunura

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word