KwaunobvaDuramazwiPpengereka

Duramazwi

pengereka

Zvinoreva

Kupanduka patsika nokutaura.

1

Kupanduka patsika nokutaura.

Kana munhu achipengereka anenge achingoita nharo dzisina musoro nguva dzose.

Kupengereka kungowawata mashoko okutuka vanhu zvisina kana magumo.

Kuti vherengu kutanga kupengereka kunoita munhu.

2

Kana munhu akanzi apengereka anenge ava kutevedza tsika dzisinganzwisisiki, asisina basa nekuti vanhu vanozoti chii naye.

3

Kana munhu achipengereka anenge achingoita nharo dzisina musoro nguva dzose.

4

Kupengereka kungowawata mashoko okutuka vanhu zvisina kana magumo.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pengesa

Kupengesa munhu kumuita kuti pfungwa dzake dzisashanda zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word