Duramazwi
Zvinoreva
Kupengesa munhu kumuita kuti pfungwa dzake dzisashanda zvakanaka.
1

Uhu hohwa hunonzi izvo hukadyiwa nevanhu hunogona kuvapengesa.
Kupengesa mumwe munhu kumuita kuti akude zvakanyanya chaizvo.
2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pengesana
Kana vanhu vanodanana vakanzi vanopengesana vanenge vachidanana zvikuru, vachingogara vari vese.
VerengaSwipe for the next word