Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu ati pengenu anenge ava kunyatsoziva zvaari kuita mushure mekunge ambovarairwa kana kudzimaidzwa.
1

Kuti pengenu kungokaruka wayeuka chinhu chawanga wambokanganwa.

Kuti pengenu kumuka kubva muhope.
2

3
Kuti pengenu kumuka kubva muhope.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pengereka
Kupanduka patsika nokutaura.
VerengaSwipe for the next word