KwaunobvaDuramazwiPpenga

Duramazwi · chiito

penga

absurd · insane · mad · be mad · mad (be)

-dhunya

Zvinoreva

Kupenga kuva nepfungwa dzinenge dzisisatori zvakana ka.

1

Kupenga kuva nepfungwa dzinenge dzisisatori zvakana ka.

Unofunga kuti ini ndinopenga here ndirikukuudza kuti pano hapanamatwi munhu uri wega?.

Ndakatoshaya kuti asi Lennon anopenga here?, mukomana uyu aive nedrama kutaura chokwadi.

Maradio akange akakwidzwa zvokupenga hawo kuita sekunge kumapurazi chaiko pose pose paive neruzha.

2

Kupenga kupopota uchishandisa mazwi magaramoyo kwenguva refu, nokuita hasha mazuva mazhinji.

Zvakafanana

-dhunya

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pengenu

Kana munhu ati pengenu anenge ava kunyatsoziva zvaari kuita mushure mekunge ambovarairwa kana kudzimaidzwa.

Verenga

Swipe for the next word