KwaunobvaDuramazwiPpopota

Duramazwi

popota

Zvinoreva

Kana uchipopota unenge uchitaura nezwi riri pamusoro, uchiburitsa mashoko okushatirwa, pamusana pokuti watadzirwa.

1

Kana uchipopota unenge uchitaura nezwi riri pamusoro, uchiburitsa mashoko okushatirwa, pamusana pokuti watadzirwa.

Marujata munhu anogarofamba mumaraini, dzimwe nguva achingopopota popota zvisina shumo.

Anenge angori mashoko oga oga vanhu vachipopota apo ainge anzwa nekutama achitiza mhosva dzemudzimai wake.

Uku baba vacho Havana kusiya kupopota muswero wese.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word